RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 2
  • May 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 2

May 1-7

2 MAKORONIKE 17-19

  • Rwiyo 114 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ona Vamwe Semaonerwo Avanoitwa naJehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 17:9—Tinodzidzei kubva paurongwa hwakaitwa naJehoshafati hwekudzidzisa vanhu? (w17.03 20 ¶10-11)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 17:1-19 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri​—VaR 15:4. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 18)

  • Hurukuro: (5 min.) w21.05 17-18 ¶11-15—Musoro: Ramba Uine Maonero Akanaka Kana Vanhu Vasingafariri. (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 104

  • “Zvione Semaonerwo Aunoitwa naJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 44 pfungwa 5-6, pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 111 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe