RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 14
  • April 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 14

April 24-​30

2 MAKORONIKE 13-​16

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ndiriini Paunofanira Kuvimba naJehovha?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 15:16​—⁠Tingatevedzera sei ushingi hwaiva naAsa? (w17.03 19 ¶7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.)2Mak 14:​1-​15 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 09 pfungwa 7 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 94

  • “Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 44 pfungwa 1-4 uye mamwe mashoko 5

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 39 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe