RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 5
  • March 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 5

March 20-26

2 MAKORONIKE 1-4

  • Rwiyo 41 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mambo Soromoni Anoita Chisarudzo Chisingaratidzi Uchenjeri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 1:11, 12—Nyaya iyi inotidzidzisei nezveminyengetero yatinoita tiri tega? (w05 12/1 19 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 4:7-22 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Koka munhu waunoshanda naye, wekuchikoro, kana weukama. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (4 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Muudze nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 17)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 09 pfungwa 5 (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 19

  • Uchange Wakagadzirira Here Zuva Rinonyanya Kukosha Pagore?: (15 min.) Hurukuro uye kuona vhidhiyo. Inofanira kuitiswa nemutariri webasa. Taurai kuti mava papi nekukoka vanhu kuChirangaridzo mundima yenyu. Bvunzai vaparidzi vane zvinhu zvinokurudzira zvavakasangana nazvo pavaikoka vanhu. Taurai nezvepurogiramu yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo iri papeji 8 ne9 uye kurudzirai vese kuti vagadzirire mwoyo yavo. (Ezr 7:10) Taurai kuti mungagamuchira sei vanhu zvakanaka musi weChirangaridzo. (VaR 15:7; mwb16.03 2) Ratidzai vhidhiyo yakanzi Mabikirwo Echingwa cheChirangaridzo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 41 pfungwa 1-4

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 135 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe