RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 4
  • March 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 4

March 13-19

1 MAKORONIKE 27-29

  • Rwiyo 133 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mazano Akapiwa Mwanakomana Nababa Vake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mak 27:33​—Hushai akaratidza sei kuti aiva shamwari yakavimbika? (w17.03 29 ¶6-7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.)1Mak 27:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Jesu—Mt 20:28. Misai vhidhiyo yacho peso pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (4 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Jesu Akafirei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 9)

  • Paunodzokera: (4 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Tanga chidzidzo cheBhaibheri mubhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 4

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 40

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 45 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe