RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 2
  • March 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 2

March 6-12

1 MAKORONIKE 23-26

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mak 25:7, 8—Mavhesi aya anotiudzei nezvekukosha kwekuimbira Jehovha nziyo dzekumurumbidza? (w22.03 22 ¶10)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 23:21-32 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yekukoka Vanhu kuChirangaridzo: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo. Misai vhidhiyo yacho pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mubvunzo unobuda pavhidhiyo yacho.

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Kana saimba akaratidza kufarira, ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 11)

  • Hurukuro: (5 min.) w11 6/1 14-15—Musoro: Nei vaKristu Vakanyatsorongeka? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 101

  • “Zvatingaita Kuti Tibatsire Kana Paitika Njodzi”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Tichatanga Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Musi weMugovera, 11 March: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Kurukurai zviri mupepa racho rekukoka vanhu. Taurai urongwa hweungano yenyu hwehurukuro inokosha neChirangaridzo uye kuti muchashanda sei ndima yenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 39 uye mamwe mashoko 3

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 127 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe