RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 10
  • February 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 10

February 6-12

1 MAKORONIKE 10-12

  • Rwiyo 94 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Simbisa Chido Chako Chekuita Kuda kwaMwari”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mak 12:33; mashoko emuzasi—Varume 50 000 vekwaZebhuroni vakatisiyira muenzaniso upi wakanaka? (it-1-E 1058 ¶5-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 11:26-47 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Bvunza munhu wacho kana achida kudzidza Bhaibheri. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 09 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 97

  • “Tsvaga Mafungiro aMwari”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • “Ronga Zvaunoda Kuzoita Mumwaka weChirangaridzo”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 37 pfungwa 1-5

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 91 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe