RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 8
  • January 30–February 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 30–February 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 8

January 30–February 5

1 MAKORONIKE 7-9

  • Rwiyo 84 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anogona Kukubatsira Kuita Mabasa Akaoma”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mak 9:33—Vhesi iyi inotibatsira sei kuona kuti kuimba chikamu chinokosha chekunamata kwedu? (w10 12/15 21 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 7:1-13 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho kadhi rejw.org. (th chidzidzo 16)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min.) w21.06 3-4 ¶3-8—Musoro: Batsira Mudzidzi Wako weBhaibheri Kuti Ashandise Zvaari Kudzidza. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 38

  • “Jehovha Anotibatsira Kutsungirira Matambudziko”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 36

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 31 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe