January 16-22
1 MAKORONIKE 1-3
Rwiyo 96 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Bhaibheri Rinotaura Zvinhu Chaizvo Zvakaitika”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Mak 3:1-3—Nei mazita evakadzi achitaurwa pane dzimwe nhoroondo dzemadzinza? (it-1-E 911 ¶3-4)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mak 1:43-54 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 pfungwa 7 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Simbisa Kutenda Kwaunoita muShoko raMwari”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 34
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 89 Nemunyengetero