RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 January p. 2
  • January 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 January p. 2

January 2-8

2 MADZIMAMBO 22-23

  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Nei Tichifanira Kuzvininipisa?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 23:24, 25—Vanhu vakarerwa nevabereki vaisashumira Jehovha vanodzidzei pamuenzaniso waJosiya? (w01 4/15 26 ¶3-4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 23:16-25 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Munyengetero—Pis 65:2. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira, wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 120

  • Unozvininipisa Here Kana Kuti Unozvikudza? (Jak 4:6): (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Kuzvininipisa kwakasiyana papi nekuzvikudza? Tinodzidzei kubva kuna Mozisi? Nei uchifanira kuramba uchizvininipisa?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 33

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 23 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe