RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 6
  • November 28–December 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 28–December 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 6

November 28–December 4

2 MADZIMAMBO 11-12

  • Rwiyo 59 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mukadzi Akaipa Uye Aida Chinzvimbo Akarangwa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 12:1—Nei Jehovha akachengetedza Jehoashi kuti asaurayiwa? (w05 11/1 26 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 11:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa wobva wamupa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 sumo yechikamu chakanzi Wedzera Kuongorora uye pfungwa 4 (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 84

  • “Nei VaKristu Vachifanira Kuwedzera Basa Ravanoitira Jehovha?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Nei Tichifanira Kushanda Nesimba Kuti Tiwedzere Basa Ratinoitira Jehovha? (1Ti 3:1)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 29

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 77 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe