RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 5
  • November 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 5

November 21-27

2 MADZIMAMBO 9-10

  • Rwiyo 126 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Akaratidza Ushingi, Haana Kudzokera Shure, Uye Aishingaira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 10:29, 31—Chikanganiso chakaitwa naJehu chinotidzidzisei? (w11 11/15 5 ¶6-7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 9:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa wobva wamupa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min.) w13 5/15 8-9 ¶3-6—Musoro: Tevedzera Kushingaira kwaJehovha naJesu. (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 64

  • Zvinotaurwa Nevezera Rako—Kuverengera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Zvii zvinogona kuita kuti munhu averengere? Kusaverengera kwakanakirei?

  • “Chii Chingatibatsira Kuti Tisaverengera?”: (10 min.) Kukurukura nevateereri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 28

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 19 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe