RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 November p. 2
  • November 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 November p. 2

November 7-13

2 MADZIMAMBO 5-6

  • Rwiyo 55 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vari Kwatiri Vazhinji Kupfuura Vari Kwavari”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mad 5:15, 16—Nei Erisha asina kugamuchira chipo chaNaamani, uye tinodzidzei? (w05 8/1 9 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mad 5:1-14 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Mashoko Akanaka—Pis 37:10, 11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 08 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 15)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 37

  • “Garai Muchipa”: (15 min.) Kukurukura nevateereri kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Tinotenda Nerupo Rwenyu. Taurai nzira dziri kushandiswa neungano pakupa uye varumbidzei.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 26

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 30 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe