RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 7
  • Unokwanisa Kutsungirira Dambudziko Rekushaya Mari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unokwanisa Kutsungirira Dambudziko Rekushaya Mari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Mwari Wako Anokukoshesa!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • Ramba Wakamirira Uchitsungirira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Kutenda Kwako Kuchange Kwakasimba Zvakadii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Tevedzerai Vaprofita​—Habhakuki
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 7
Zvikamu zviri muvhidhiyo inonzi “Vaka Imba Icharamba Yakamira—‘Gutsikana Nezvinhu Zvinenge Zviripo.’” Mapikicha: 1. Ángel ari kuverenga Bhaibheri. 2. Lester nemudzimai wake vari kuverenga Bhaibheri pamwe chete.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Unokwanisa Kutsungirira Dambudziko Rekushaya Mari

Upenyu mumazuva ano ekupedzisira hwakazara nematambudziko. Patiri kuramba tichiswedera pedyo nemugumo, zvinhu zvichatowedzerawo kuoma. Tinogona kumboshaya zvinhu zvatinoda pakurarama. (Ha 3:16-18) Chii chingatibatsira kuti tikwanise kutsungirira dambudziko rekushaya mari? Tinofanira kuramba tichivimba naMwari wedu, Jehovha. Akavimbisa kuti achachengeta vashumiri vake, uye anokwanisa kutipa zvatinoda pasinei nekuti zvinhu zvakamira sei muupenyu hwedu.—Pis 37:18, 19; VaH 13:5, 6.

Zvaunogona kuita:

  • Kumbira Jehovha kuti akutungamirire, akupe uchenjeri uye akutsigire.—Pis 62:8

  • Bvuma basa raunenge wawana kunyange usina kumbobvira wakariita.​—g 4/10 24-25, mabhokisi

  • Ramba uchiita zvinhu zvekunamata zvakadai sekuverenga Bhaibheri, kupinda misangano yeungano uye kuita basa rekuparidza

ONA VHIDHIYO INONZI VAKA IMBA ICHARAMBA YAKAMIRA—“GUTSIKANA NEZVINHU ZVINENGE ZVIRIPO,” WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Dzimwe mhuri dzakasangana nematambudziko api?

  • Chii chinonyanya kukosha muupenyu?

  • Zvii zvatingaita kuti tibatsire vaya vanenge vaine dambudziko rekushaya mari?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe