RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 4
  • September 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 4

September 12-18

1 MADZIMAMBO 11-12

  • Rwiyo 137 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Sarudza Wekuroorana Naye Nekuchenjera”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 12:21-24—Kuteerera kwakaita Mambo Rehobhoamu kunotidzidzisei? (w18.06 14 ¶1-4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 12:21-33 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekutanga zvidzidzo zveBhaibheri. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Enderera mberi nechidzidzo cheBhaibheri chawakatanga pawakamuona kekutanga, muchishandisa chidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 11)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 07 pfungwa 4 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 132

  • “Wanano Ndeyeupenyu Hwese”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Kugadzirira Kupinda Muwanano—Chikamu 3: “Verenga Zvinodiwa”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 19 pfungwa 1-4

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 63 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe