RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 September p. 2
  • September 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 September p. 2

September 5-11

1 MADZIMAMBO 9-10

  • Rwiyo 10 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Rumbidza Jehovha Nekuti Ane Uchenjeri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 10:10, 14—Tinoziva sei kuti mawandiro akanga akaita goridhe raMambo Soromoni ndeechokwadi? (w08 11/1 22 ¶4-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 10:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Chidzidzo cheBhaibheri—Pis 37:29. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekutanga zvidzidzo zveBhaibheri. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira yemushandirapamwe wekutanga zvidzidzo zveBhaibheri. Tanga chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa chidzidzo 01 chebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 80

  • “Tsvaga Mazano Anobatsira Muupenyu paJW.ORG”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Kurudzirai vateereri kutsvaga mazano ari muBhaibheri anogona kuvabatsira muupenyu pajw.org.

  • Zvemuungano Yenyu: (7 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 18 pfungwa 6-7 uye pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe