RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 14
  • August 29–September 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 29–September 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 14

August 29–September 4

1 MADZIMAMBO 8

  • Rwiyo 41 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Munyengetero waSoromoni Waibva Pasi Pemwoyo Uye Wairatidza Kuzvininipisa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 8:27—Soromoni akanga asingarevi kuti kudii? (it-1-E 1060 ¶4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 8:31-43 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 15)

  • Hurukuro: (5 min.) km 5/10 2—Musoro: Vashumiri VechiKristu Vanofanira Kunyengetera. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 44

  • “Uri Kuona Here Kupindurwa Kuri Kuitwa Minyengetero Yako?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Jehovha “Munzwi Wemunyengetero.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 18 pfungwa 1-5

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe