RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 11
  • August 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 11

August 15-21

1 MADZIMAMBO 5-6

  • Rwiyo 122 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 6:1—Vhesi iyi inotidzidzisei nezveBhaibheri? (g 7/12 25, bhokisi)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 5:1-12 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga kukurukura nemumwe munhu uchishandisa peji yekupedzisira yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ronga kuzomushanyira zvakare kuti muzopindura mubvunzo uri pachidzidzo 01. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (4 min.) Enda unoona munhu wawakapa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 06 pfungwa 5 (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 91

  • Kuona Ruoko rwaMwari Pakuvaka Dzimba dzeUmambo: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi. Kana yapera bvunzai kuti: Zvii zvinoratidza kuti Jehovha aikomborera mabasa ekuvaka Dzimba dzeUmambo kuMicronesia? Mweya mutsvene unobatsira sei hama kuti dziite mabasa ekuvaka zvivakwa zvinoshandiswa pakunamata? Zvii zvawakaona zvinoratidza kuti Jehovha akakomborera mabasa ekuvaka awakashandawo paari?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 16

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 20 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe