RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 8
  • August 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 8

August 1-7

1 MADZIMAMBO 1-2

  • Rwiyo 98 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Unodzidza Kubva Pane Zvaunokanganisa Here?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Mad 2:37, 41-46—Tinodzidzei pakukanganisa kwakaita Shimei? (w05 7/1 30 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Mad 1:28-40 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho kadhi rejw.org. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kuratidza munhu wacho vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) wobva wamukoka kumisangano yedu. (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min.) km 1/15 2 ¶1-3—Musoro: Dzidza Kune Vaya Vari Kubudirira Muushumiri. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 84

  • “Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo”: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—Zadza Fomu Rekupinda Chikoro Chevazivisi Vemashoko eUmambo.

  • “Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Batsira Pakuvaka Zvivakwa Zvesangano”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—Batsira Pakuvaka Zvivakwa Zvesangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 14

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 24 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe