RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 7
  • July 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 7

July 25-31

2 SAMUERI 23-24

  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Uri Kubvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Upe Jehovha Here?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 23:15-17—Nei Dhavhidhi akaramba kunwa mvura yaakanga apiwa? (w05 5/15 19 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 23:1-12 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga kukurukura nemumwe munhu uchishandisa peji yekupedzisira yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ronga kuzomushanyira zvakare kuti muzokurukura chidzidzo 01. (th chidzidzo 9)

  • Paunodzokera: (4 min.) Enda unoona munhu wawakapa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff pfupiso yechidzidzo 05, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 17

  • Ipa Chibayiro Nemwoyo Wese (Pis 54:6): (9 min.) Ratidzai vhidhiyo iyi.

  • Iva Shamwari yaJehovha—Kuzvipira: (6 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iyi. Kana muungano menyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kare kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Sarudzai naKuda vakazvipira kuita sei? Zvakaitwa naJesu zvakabatsira sei Kuda? Zvii zvawakazvipira kuitira Jehovha nevamwe?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 13 uye mamwe mashoko 1

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe