RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 4
  • July 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 4

July 11-17

2 SAMUERI 20-21

  • Rwiyo 62 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha ndiMwari Anoita Zvakarurama”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 21:15-17—Nyaya iyi inotidzidzisei? (w13 1/15 31 ¶14)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 20:1-13 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Chinangwa chaMwari—Isa 55:11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Muudze nezveurongwa hwatiinahwo hwekudzidza nevanhu Bhaibheri uye mupe kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wobva wamuratidza madzidziro atinoita Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 58

  • “Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Pinda Suo Rebasa Uine Kutenda—Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda.

  • “Kushandisa Kwatingaita Mharidzo Dzekuenzanisira”: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri weMusangano weUshumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 12

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe