RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 July p. 2
  • July 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 July p. 2

July 4-10

2 SAMUERI 18-19

  • Rwiyo 138 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Bhazirai Aiva Nemwero”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 19:24-30—Muenzaniso waMefibhosheti ungatisimbisa sei? (w20.04 30 ¶19)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 19:31-43 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Chinangwa chaMwari—Ge 1:28. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira.a Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 1)

  • Hurukuro: (5 min.) w21.08 23-25 ¶15-19—Musoro: Tingaitei Kana Tiine Zvinangwa Zvatisingakwanisi Kuzadzisa Panguva Ino? (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 81

  • “Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Kupayona”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Iva Neushingi . . . Piyona.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 11

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero

a Ona nyaya iri papeji 16.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe