RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 15
  • “Rudo . . . Haruzvitutumadzi”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Rudo . . . Haruzvitutumadzi”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • “Rambai Muchifamba Murudo”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Rudo (Agape)—Charwusiri Uye Charwuri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Vakwa Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Nzira Yorudo Haimbokundikani
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 15
Mapikicha: 1. Hama iri kunyengetera isati yatanga kuverenga Bhaibheri. 2. Iri kuchenesa Imba yoUmambo. 3. Anoenda kunoona imwe hanzvadzi yechikuru iri muchipatara aine mudzimai wake.

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Rudo . . . Haruzvitutumadzi”

Rudo runoita kuti tizvininipise. (1VaK 13:4) Kana tichida hama dzedu hatizvioni setinokosha kuvapfuura. Asi tinoonawo zvavanogona uye tinoshandisa zvipo zvatiinazvo kuvabatsira. (VaF 2:3, 4) Patinowedzera kuratidza rudo rwakadai, Jehovha anoramba achitishandisawo mubasa rake.

ONA VHIDHIYO INONZI YEUKA ZVAKAITA RUDO—HARUZVITUTUMADZI, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Absaromu aiva nezvipo zvipi?

  • Akashandisa sei zvipo zvake nenzira isina kunaka?

  • Zvii zvatingaita kuti tisazvitutumadza?—VaG 5:26

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe