RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 14
  • June 27–July 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 27–July 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 14

June 27–July 3

2 SAMUERI 15-17

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Absaromu Akapanduka Nekuti Aizvikudza”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 16:4—Zvakaitwa naDhavhidhi zvekumhanyirira kuita chisarudzo zvinotidzidzisei? (w18.08 6 ¶11)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 17:17-29 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 7)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 2)

  • Hurukuro: (5 min.) w09 5/15 27-28—Musoro: Tingatevedzera Sei Itai?—2Sa 15:19-22. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 106

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Rudo . . . Haruzvitutumadzi”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Yeuka Zvakaita Rudo—Haruzvitutumadzi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 10

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 87 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe