RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 12
  • June 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 12

June 20-26

2 SAMUERI 13-14

  • Rwiyo 127 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kungozvifunga kwaAmnoni Kwakaunza Matambudziko”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 14:25, 26—Tinodzidzei nezverunako rwechokwadi kubva kuna Absaromu? (g04-E 12/22 8-9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 14:8-20 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano yedu. (th chidzidzo 18)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 05 pfungwa 6 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 68

  • “Shandisa Bhuku raRarama Nekusingaperi Uchifara! Kusimbisa Kutenda Muna Jehovha naJesu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Simbisa Kutenda Muna Jehovha Uchishandisa Bhuku Rinonzi “Rarama Nekusingaperi Uchifara!” neinonzi Simbisa Kutenda Muna Jesu Uchishandisa Bhuku Rinonzi “Rarama Nekusingaperi Uchifara!”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 09

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 47 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe