RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 9
  • June 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 9

June 6-12

2 SAMUERI 9-10

  • Rwiyo 124 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Dhavhidhi Akaratidza Rudo Rusingachinji”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 10:4, 5—Nei zvakaitwa naHanuni zvakagumbura chaizvo varume vechiIsraeri? (it-1-E 266)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 9:1-13 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! mokurukura chikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa neZvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 17)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 05 pfungwa 4 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 116

  • Yeuka Zvakaita Rudo—Rune Mutsa: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera, bvunzai kuti: Dhavhidhi akaratidza sei mutsa kuna Mefibhosheti? Tingaratidza sei vamwe mutsa nerudo rusingachinji?

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 07

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 1 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe