RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 5
  • “Rudo . . . Rune Tariro Pazvinhu Zvese”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Rudo . . . Rune Tariro Pazvinhu Zvese”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Dzidza Kuvashumiri vaJehovha Vainge Vakavimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • “Rambai Muchifamba Murudo”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • “Rudo . . . Haruzvitutumadzi”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Tarisira Kuna Jehovha, uye Shinga
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 5

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Rudo . . . Rune Tariro Pazvinhu Zvese”

Rudo runoita kuti tive netariro yekuti hama dzedu dzichaita zvisarudzo zvakanaka. (1VaK 13:4, 7) Semuenzaniso, kana hama ikaita chivi yobva yapiwa chirango, tinoramba tiine tariro yekuti ichagadzirisa ushamwari hwayo naJehovha. Tinoratidza mwoyo murefu kune vaya vane kutenda kusina kusimba, uye tinoedza kuvabatsira. (VaR 15:1) Kana munhu akasiya sangano, tinoramba tiine tariro yekuti rimwe zuva achadzoka.—Ru 15:17, 18.

ONA VHIDHIYO INONZI YEUKA ZVAKAITA RUDO—RUNE TARIRO PAZVINHU ZVESE, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Abhineri akatanga achitsigira ani, akazopedzisira ava kutsigira ani?

  • Abhineri paakauya nechikumbiro chake, Dhavhidhi akaita sei uye Joabhi akaita sei?

  • Nei tichifanira kuva nechivimbo chekuti hama dzedu dzinoda kuita zvinhu zvakanaka?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe