RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 4
  • May 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 4

May 16-22

2 SAMUERI 1-3

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tinodzidzei Kubva Parwiyo Runonzi ‘Uta’?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Sa 1:26—Nei Dhavhidhi aiti kuna Jonatani “hama yangu”? (it-1-E 369 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Sa 3:1-16 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Muudze nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye mupe kadhi rejw.org. (th chidzidzo 20)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 04 pfungwa 5 uye pakanzi Vamwe Vanoti (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 107

  • “Rudo . . . Harufariri Zvisina Kururama”: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Yeuka Zvakaita Rudo—Harufariri Zvisina Kururama.

  • “Rudo . . . Rune Tariro Pazvinhu Zvese”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Yeuka Zvakaita Rudo—Rune Tariro Pazvinhu Zvese.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 04

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 2 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe