RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 3
  • May 9-15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 9-15
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 3

May 9-15

1 SAMUERI 30-31

  • Rwiyo 8 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvisimbise naJehovha Mwari Wako”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 30:23, 24—Nyaya iyi inotidzidzisei? (w05 3/15 24 ¶9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 30:1-10 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Kutambura—1Jo 5:19. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 8)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wotanga chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa chidzidzo 01. (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 43

  • Iva Shamwari yaJehovha—Nyengetera Chero Nguva: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, painopera kumbirai vana vamakatosarudza kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Nei uchifanira kunyengetera kuna Jehovha? Inguva dzipi dzaunogona kunyengetera kwaari? Zvii zvaunogona kumuudza paunenge uchinyengetera?

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 03

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe