RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 2
  • May 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 2

May 2-8

1 SAMUERI 27-29

  • Rwiyo 71 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Uchenjeri Hwakaratidzwa naDhavhidhi”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 28:15—Sauro akataura naani panguva iyi? (w10 1/1 20 ¶5-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 27:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Kutambura—Jak 1:13. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

    Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva wapa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 129

  • Ramba Wakasimba Paunopikiswa: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Zvii zvatinodzidza kubva kuhama dzedu dzaiva muNazi Germany? Zvii zvatinodzidza kubva kuhama dzedu dzekuRussia uye dzaiva mune yaimbova Soviet Union?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 02

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 94 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe