RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 12
  • April 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 12

April 18-24

1 SAMUERI 23-24

  • Rwiyo 114 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mirira Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 23:16, 17—Tingatevedzera sei muenzaniso waJonatani? (w17.11 27 ¶11)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 23:24–24:7 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 13)

  • Hurukuro: (5 min.) w19.03 23-24 ¶12-15—Musoro: Itira Mwoyo Murefu Vanhu Vaunodzidzisa. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 128

  • “Matambudziko Ese Ane Paanogumira”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vanhu Vakabatana Munyika Isina Kubatana.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr Pfupiso Yezvakagadziridzwa, mibvunzo 5-8

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 96 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe