RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 8
  • April 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 8

April 4-10

1 SAMUERI 20-22

  • Rwiyo 90 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yakanaka”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 21:12, 13—Tinodzidzei kubva pane zvakaitwa naDhavhidhi? (w05 3/15 24 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 22:1-11 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera: (2 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min.) Kana hurukuro yeChirangaridzo yapera, kurukura nemunhu wawakakoka anenge auya, uye mupindure mubvunzo waanenge abvunza une chekuita nepurogiramu yacho. (th chidzidzo 12)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 04 pfungwa 3 (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 85

  • “Ndivanaani Vaunoshamwaridzana Navo paSocial Media?”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Chenjerera Pakushandisa Social-Network.

  • Gamuchira Vaenzi Vedu: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa inobva muPurogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa yaMarch 2016. Taurai kuti mava papi nekukoka vanhu kuChirangaridzo mundima yenyu. Taurai nezvePurogiramu Yekuverenga Bhaibheri yeChirangaridzo iri papeji 10 ne11, uye kurudzirai vese kuti vanyatsogadzirira mwoyo yavo kuchiitiko ichi chinokosha. (Ezr 7:10) Taurai kuti ungano yenyu ichapinda sei Chirangaridzo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr Pfupiso Yezvakagadziridzwa, mibvunzo 1-4

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe