RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 3
  • March 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 3

March 14-20

1 SAMUERI 14-15

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuteerera Kunokunda Chibayiro”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 15:24—Tinodzidzei kubva pane zvakaitwa naSauro? (it-1-E 493)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 15:1-16 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Jesu—Mt 20:28. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (4 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Bvunza kana achida kudzidza Bhaibheri woita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 61

  • Tichatanga Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Musi weMugovera 19 March: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Kurukurai zviri mupepa racho rekukoka vanhu. Taurai urongwa hweungano yenyu hwehurukuro inokosha neChirangaridzo uye kuti muchashanda sei ndima yenyu. Ratidzai vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira mozoikurukura nevateereri.

  • Iva Shamwari yaJehovha—Teerera Jehovha: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 22 ¶1-9, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 10 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe