RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 March p. 2
  • March 7-13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 7-13
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 March p. 2

March 7-13

1 SAMUERI 12-13

  • Rwiyo 4 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuzvikudza Kunoita Kuti Munhu Anyadziswe”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 12:21—Zvii zvingangodaro zvaiitwa nevanhu vachitevera zvinhu “zvisina maturo” (kana kuti “zvisiri zvechokwadi,” mashoko emuzasi)? (w11 7/15 13 ¶15)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 12:1-11 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Jesu—Mt 16:16. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 1)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 04 mashoko ekusuma uye pfungwa 1-2 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 46

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 21 ¶13-18

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 26 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe