RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 14
  • February 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 14

February 21-27

1 SAMUERI 6-8

  • Rwiyo 9 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mambo Wako Ndiani?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 7:3—Vhesi iyi inotidzidzisei nezvekutendeuka uye kupfidza? (w02 4/1 12 ¶13)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 7:1-14 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba magazini inoenderana nenyaya yaataura. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano yedu. (th chidzidzo 18)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi pfupiso yechidzidzo 03, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 28

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • “Uchashumira Sapiyona Webetsero Muna March Kana Kuti April Here?”: (5 min.) Kukurukura nevateereri nyaya iri Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa yaJanuary-February 2021 papeji 16.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 21 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 21A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 35 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe