RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 12
  • February 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • February 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 12

February 14-20

1 SAMUERI 3-5

  • Rwiyo 1 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anofunga Zvakanakira Vamwe”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 3:3—Tinoziva sei kuti Samueri aisarara muNzvimbo Tsvenetsvene? (w05 3/15 21 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 3:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01. (th chidzidzo 15)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 03 pfungwa 6 (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 30

  • “Zvatinodzidza Muupenyu hwaSamueri”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Dzidza Kubva Kwavari—Samueri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 20 ¶9-17, bhokisi 20A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 99 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe