RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 6
  • January 24-30

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 24-30
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 6

January 24-30

RUTE 1-2

  • Rwiyo 108 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ratidzai Rudo Rusingachinji”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Rut 1:20, 21—Sei Naomi akati Jehovha akanga aita kuti arwadziwe chaizvo neupenyu? (w05 3/1 27 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Rut 1:1-17 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (th chidzidzo 9)

  • Hurukuro: (5 min.) ia 43-44 ¶5-9—Musoro: Ndivanaani Vanoumba Mhuri? (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 54

  • “Ziva Kuti Jehovha Achakuratidza Rudo Rusingachinji”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Mashoko Anobva Kukomiti Yevanoronga—2019.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 19 ¶7-15

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe