RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 4
  • January 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 4

January 17-23

VATONGI 20-21

  • Rwiyo 47 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uchibvunza Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Vat 20:16—Zvipfuramabwe zvaishandiswa sei muhondo dzekare? (w14 5/1 11 ¶4-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 20:1-13 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 5)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei? (th chidzidzo 17)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 03 mashoko ekusuma uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 5

  • “Zvinhu Zvakasikwa Zvinoita Kuti Tiwedzere Kuvimba Neuchenjeri hwaJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai mavhidhiyo Zvakangoitika Zvega Here? Nei Masvosve Asingavharirani Nzira Paanofamba? uye Zvakangoitika Zvega Here? Kubhururuka Kunoita Nyuchi. Kurudzirai vateereri kuti vaongorore zvinhu zviri pajw.org pachikamu chakanzi “Zvakangoitika Zvega Here?” pavanenge vachiita kunamata kwemhuri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 5, chits. 19 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma, bhokisi 19A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 87 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe