RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 3
  • January 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 3

January 10-16

Vatongi 17-19

  • Rwiyo 88 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kusateerera Mitemo yaMwari Kunokonzera Matambudziko”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Vat 19:18—Nei zita rekuti Jehovha rakaiswa muvhesi iyi muShanduro yeNyika Itsva ya2013? (w15 12/15 10 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 17:1-13 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Mwari Ane Hanya—Jer 29:11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01. (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 89

  • Iva Shamwari yaJehovha—Teerera Vabereki Vako: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana zvichiita, kumbirai vana vamakatosarudza, movabvunza kuti: Kuda haana kuteerera amai vake paakaita sei? Akagadzirisa sei zvaainge akanganisa? Nei uchifanira kuteerera vabereki vako?

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 18 ¶16-25

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 150 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe