RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 2
  • January 3-9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 3-9
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 2

January 3-9

VATONGI 15-16

  • Rwiyo 124 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kunyengera Kwakaipa Chaizvo!”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Vat 16:1-3—Mavhesi aya anorevei? (w05 3/15 27 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 16:18-31 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Mwari Ane Hanya—Mt 10:29-31. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha rinonzi Rarama Nekusingaperi Uchifara!, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 131

  • Bhaibheri Rakatibatsira Kuchengetedza Wanano Yedu: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Mazano api eBhaibheri akabatsira mhuri imwe neimwe kuchengetedza wanano yayo? Kutangazve kuita zvekunamata kwakavabatsira sei? Nei murume nemudzimai vachifanira kuramba vachiedza kugadzirisa matambudziko avo? Murume nemudzimai vangatsvaga rubatsiro kupi?—Jak 5:14, 15.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 18 ¶9-15, bhokisi 18A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe