RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 14
  • December 27, 2021–January 2, 2022

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 27, 2021–January 2, 2022
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 14

December 27, 2021–January 2, 2022

VATONGI 13-14

  • Rwiyo 134 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vabereki Vangadzidzei Pana Manoa Nemudzimai Wake?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Vat 14:2, 3, uye mashoko emuzasi—Mukadzi uyu wechiFiristiya akanga “akakodzera” kuna Samsoni pakuti kudii? (w05 3/15 26 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 14:5-20 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Batsira Vadzidzi Vako veBhaibheri Kudzidza Vari Vega.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi pfupiso yechidzidzo 02, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 17)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 110

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 18 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 148 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe