RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 November p. 2
  • November 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 November p. 2

November 1-7

JOSHUA 18-19

  • Rwiyo 12 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anogova Nyika Zvakanaka”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 18:1-3—Chii chingadaro chakaita kuti vaIsraeri vaverengere kugara munyika yaiva kumadokero kweJodhani? (it-1-E 359 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 18:1-14 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Mashoko Akanaka—Pis 37:10, 11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba Nharireyomurindi Nhamba 2 2021. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 76

  • “Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo inonzi Tinogara “Tichitenda Mwari Nekuda Kwenyu”. Taurai chinhu chimwe chete kana zviviri zvinofadza kubva pachikamu chepajw.org chakanzi “Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 15 ¶15-17, bhokisi 15A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 122 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe