RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 10
  • October 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 10

October 11-17

JOSHUA 10-11

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anorwira vaIsraeri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 10:13—Nei pasina chikonzero chekuti tizive zvaiva “mubhuku raJashari”? (w09 3/15 32 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 10:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Bvuma Kubatsirwa Nevamwe Vaparidzi”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Bvuma Kubatsirwa naJehovha—Hama Dzedu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 pfungwa 4 (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 102

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 14 ¶21-25, bhokisi 14A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe