RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 9
  • October 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 9

October 4-10

JOSHUA 8-9

  • Rwiyo 127 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvatinodzidza Panyaya yevaGibhiyoni”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 8:29—Nei mambo weAi akaturikwa padanda? (it-1-E 1030)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 8:28–9:2 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba pepa rekumukoka kumisangano, woita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 11)

  • Hurukuro: (5 min.) nwt p. 1969 “Sungano”; it-1 E 525 ¶1—Musoro: Tinodzidzei Pasungano Yakaitwa naJoshua nevaGibhiyoni? (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 143

  • Zvininipise (1Pe 5:5): (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Petro naJohani vakateerera sei mirayiridzo yavakapiwa naJesu ine chekuita nePaseka? Chidzidzo chipi chine chekuita nekuzvininipisa chakadzidziswa naJesu usiku hwekupedzisira asati aurayiwa? Tinoziva sei kuti Petro naJohani vakabatsirwa nechidzidzo ichi? Tingaitei kuti tiratidze kuti tinozvininipisa?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 14 ¶15-20

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 59 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe