RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 4
  • September 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 4

September 13-19

JOSHUA 1-2

  • Rwiyo 97 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvaungaita Kuti Nzira Yako Ibudirire”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 2:4, 5—Nei Rakabhi akarasisa varume vainge vatumwa namambo kuti vatsvage vasori? (w04 12/1 8 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 2:1-16 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri.Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Bhaibheri—Job 26:7. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Chibva wapa saimba bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri. (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 56

  • “Ramba Uchidzidzisa Simba Rako Rekunzwisisa”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi “Ivai Nehana Yakanaka”.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 13 ¶15-21

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe