RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 2
  • September 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 2

September 6-12

DHEUTERONOMI 33-34

  • Rwiyo 150 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Potera ‘Mumaoko aJehovha Asingagumi’”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 34:6—Chikonzero chipi chingangodaro chakaita kuti Jehovha aite kuti pakavigwa Mozisi pasazivikanwa? (it-2-E 439 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 33:1-17 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri—2Ti 3:16, 17. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri. (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 76

  • “Shandisa Rarama Nekusingaperi Uchifara! Muushumiri Hwako”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Tinokugamuchira Kukosi yeBhaibheri. Kana nguva iripo, taura zvimwe zvakaita bhuku racho. Kurudzirai munhu wese kuti adzidze chidzidzo chimwe nechimwe chebhuku idzva iri ari ega kana kuti paKunamata Kwemhuri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 13 ¶7-14, bhokisi 13A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 18 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe