RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 14
  • August 23-29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 23-29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 14

August 23-29

DHEUTERONOMI 29-30

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tinogona Kushumira Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 29:4—Ndezvipi zvakaitwa nevaIsraeri zvatisingafaniri kutevedzera? (it-1-E 665 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 29:1-18 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Taura naye nezvekudzidza Bhaibheri, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lvs 226-227 ¶3-5 (th chidzidzo 13)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 73

  • “Tinogona Kuva Neushingi”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Tevedzera Vanhu Vaiva Neushingi, Kwete Makwara!

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 12 ¶15-21

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 90 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe