RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 12
  • August 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 12

August 16-22

DHEUTERONOMI 27-28

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 27:17—Nei Mutemo waJehovha wairambidza munhu kuti achinje zviratidzo zvemuganhu wemuvakidzani wake? (it-1-E 360)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 28:1-14 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lvs 234 ¶21-22 (th chidzidzo 9)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 11

  • “Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Sei Rudo rwaMwari?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Rudo rwaJehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 12 ¶7-14

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 14 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe