RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 2
  • July 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 2

July 5-11

DHEUTERONOMI 11-12

  • Rwiyo 40 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 11:29—Vhesi iyi inogona kunge yakazadziswa sei? (it-1-E 925-926)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 11:1-12 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • “Wedzera Mufaro Wako Muushumiri—Nzwira Vanhu Tsitsi”: (8 min.) Kukurukura nevateereri.Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Wana Mufaro Pakuita Kuti Vanhu Vave Vadzidzi—Vandudza Unyanzvi Hwako—Kunzwira Vanhu Tsitsi.

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Kutambura—Jak 1:13. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 103

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 10 ¶8-12, bhokisi 10A

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 72 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe