RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 15
  • June 28–July 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 28–July 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 15

June 28–July 4

DHEUTERONOMI 9-10

  • Rwiyo 49 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 9:1-3—Kunyange zvazvo vanakomana vevaAnaki vaiva vanhu “vahombe uye varefu,” nei vaIsraeri vaisafanira kuvatya? (it-1-E 103; w06 10/1 16 ¶1, 2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 10:1-22 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 9)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 12 ¶4-5 (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 135

  • Mavideo Game: Ichokwadi Kuti Uri Kuhwinha Here?: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Mavideo game angakudyira sei nguva yako kana kukanganisa mafungiro ako? Muupenyu, ndezvipi zvimwe zvinhu zvinokosha kupfuura mavideo game? (VaE 5:15, 16) Mavideo game aunosarudza anoratidza kuti uri munhu akaita sei? Ungava sei shasha yezvinhu zvinokosha muupenyu?

  • “Ita Zvisarudzo Zvakanaka Panyaya Yekunwa Doro”: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Funga Zvingazoitika Kana Ukanwa Doro.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 10 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe