RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 12
  • June 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 12

June 14-20

DHEUTERONOMI 5-6

  • Rwiyo 134 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Dhe 5:21—Tinodzidzei pamutemo wairambidza ruchiva? (w19.02 22 ¶11)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 5:1-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Bvunza kana achida kudzidza Bhaibheri woita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 9)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita kuti mharidzo yako ienderane nasaimba woverenga rugwaro rwakakodzera. (th chidzidzo 12)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) fg chidzidzo 9 ¶6-7 (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 105

  • “Ratidza Rudo Mumhuri”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ratidza Rudo Rusingaperi Mumhuri Yako.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 9 ¶27-32, mabhokisi 9C ne9D

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 111 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe